Zvimwe Zvizvarwa zveZimbabwe Zviri muAmerica Zvofadzwa Nemabasa Amuzvare Jestina Mukoko

by: VOAZimbabwe     Published on: 25 April 2017

Views: 2,541

5    0   

Description :

Zvimwe zvizvarwa zveZimbabwe zviri muAmerica zvinoti zvirikufadzwa nemabasa arikuitwa namuzvare Jestina Mukoko munyaya dzekurwira kodzero dzevanhu nyanya dzemadzimai nevanasikana. Muzvare Moira Tsanga vanogara muWashington vanoti vanoyemura hushingi hwamuzvare Mukoko. By Marvellous Mhlanga-Nyahuye. Originally published at - http://www.voashona.com/a/zimbabwe-africa-jestina-mukoko/3825294.html